Home Africa News ‘Vodhakwa nesanitizer’: Quarantined residents drinking sanitizer as alcohol

‘Vodhakwa nesanitizer’: Quarantined residents drinking sanitizer as alcohol

239
0

Some returning Zimbabweans in quarantine centres coming from outside the country are jeopardizing their health by consuming hand sanitizer as a way of quenching alcohol thirst while inside isolation centres.

Sanitizer already contains a large percentage of alcohol like ‘ethanol’.

According to The Kwayedza, hand sanitizers also contain hydrogen peroxide and glycerine which is only are for outside and not internal use because they are harmful to the body.

Ethanol in sanitizers is more than used in making alcohol which is more harmful if consumed.

Speaking on Twitter, one of quarantined residents exposed how youngsters are indulging in such dangerous practice hoping the sanitizer will kill the virus in the body

“Nhasi ndaona varume vechidiki avo vanga vakakoriwa kudhakwa nesanitiser yemaoko. Mumwe wavo ataura chokwadi. Ati ndoda kuuraya coronavirus kana iri pahuro pangu, zvichida ndine hutachiona,” anodaro Covid Prisoner.

Musi iwoyo, Covid Prisoner anoti mumwe wevarume ava akatozotorwa orwara.

“Mukomana uyu ange adutira sanitiser achifunga kuti inouraya coronavirus.”

Anoti akaona mumwezve murume wechidiki uyo ainge akararadza, asi akabata sanitiser.

“Ndange ndichitaura hangu nevashandi vebazi reSocial Welfare apo taona mukomana uyu achidarika asina kudhakwa. Azodzoka mushure mechinguvana, achidzadzarika zvekutadza kumira nekudhakwa, asi bhodhoro resanitiser risina chinhu riri muruoko rwake. Azobatsirwa hake.”

Kana dai zvazvo pasati pave nemashoko ezviri kuitika izvi ati asvika kubazi rezveutano nekurerwa kwevana, vakafanobata chigaro chemunyori mukuru, Dr Gibson Mhlanga vanoyambira vachiti kunwa sanitiser kunokwanisa kukanganisa utano hwemunhu.

“Kutora zvinodhaka zvakanyanyisa injodzi huru kuutano. Hazvina kumbosiyana nekunwa muchetura, izvo zvinokuvadza mimwe mitezo yakaita sechiropa.

“Mumwe anokwanisa kuita seafenda, kana kutozotadza kufefemuka zvachose,” vanodaro Dr Mhlanga.

Vamwe vevanhu vari kudzoka munyika vanoti kunwa sanitiser kuri kukonzerwa nekugarisa kuri kuita vamwe munzvimbo dzavanenge vakachengetwa idzi (Some returnees allege drinking sanizer is being caused by ober satying inside quarantie facilities).- Kwayedza

LEAVE A REPLY

Please enter your comment!
Please enter your name here