Home Africa News Maid’s affair with boss “Havatodi kupedza 2 days vasina kurara neni”:

Maid’s affair with boss “Havatodi kupedza 2 days vasina kurara neni”:

1450
0

A maid has come out confessing how she has been sleeping with her boss for over 2 years and the man is madly in love with her although she is no longer interested.

Below is her confession she posted in a Facebook group;

Hidey.. Ndiri maid ku……… Baba vepamba apa vakandinzwa tichitaura namai wangu pafone ndichitii handina kwandinombowana mari pakati pemwedzi.. Ndichatumira month end.. Ndapedza baba wakauya kwandiri vakati imarii uri kudiwa..ndikupe utumire ndikati half yepay yangu ndobva vaiita ecocash inotopfuura pay yangu.. Ndikangoti nechemomwoyo . Ndinoishandira hangu.. Ndobva vati usatende hako haina basa bt mama.. Dnt tell her.. Ndakarohwa nehana apa Mari yaenda.. Ndiko kutanga kwazvakaita 2 years ago.. Ndine mwana wangu 1 anogara namai.. I hv been sleeping with my boss for the past years.. Bt basa rangu ndoita zvakanaka..madam havanetse bt havabate chinhu zvose ndinoita.. Bt mwoyo wangu hauchada kuramba ndichiitwa mkadzi naboss.. We hv s_x 3 or 4 times a week.. Apa ndinogara Kuma staff quarters.. He makes his way.vanotouya..mari ndopihwa.. Kumusha ndinoperekedzwa.. Chero ndiri off tinoswera these navo…gore rino necovid mama havana kuenda kumusangano..taisara tichiita baba na amai. Takatester tese tinoita nyoro.. Bt ndave kutya handichada bt baba vari kuti handikusiye… Gara chete pano . Ndichikuchengetera amai vako nemwana.. Havatodi kupedza 2 days vasina kurara neni.. Ndakamboenda Kumusha for 2 weeks vakauya ka 2..vakarara 2days kekutanga.. 2 days kechipiri.. Vakauya vakatakura grocery zvinhu.. Ndodii hamawee.. Madam boss hapana chavanombofungira.. Ndinonyepera zvangu kuzungaira in front of her.. Murume kana zvamubata anonyepera kurara 3 or 4 days off sick.. Toswera tichipisana.. Madam vauya onyepera kurwara..a lot has bn happening..

LEAVE A REPLY

Please enter your comment!
Please enter your name here