Lady commits suicide after hubby stole her round\stolvel money. There is a WhatsApp chat that is making rounds on social media of a lady who is believed to have committed suicide after hubby had stolen all her money which she obtained from other members.
Check the chat below
[21/12, 10:57] : My sister’s friend azviuraya after hubbby aba mari yeround yake ndokunoroora mumwe mukadzi
[21/12, 10:58] : oh my God, that is sooo sad
[21/12, 10:58] : Aaa ndiye anga arimuhustlers group so.
[21/12, 10:58] : I heard about it ndikarwadziwa veduweeeka.
[21/12, 10:59] : Aaah weduwe this is bad
[21/12, 10:59] : Zvimwe zvacho hazvitaurike veduwee varume ava ka
[21/12, 11:00] : Dai vadzidza kusazviuraya veduweee. So sad
[21/12, 11:00] : Dai akangonoclamer mari yake kwakaroorwa munhu ikoko kujaidza mapenzi uko.
[21/12, 11:01] : Hapana chinoitwa nemunhu chisingataurike dear daughter. Even kuudza a stranger or munhu wemugroup wausingazive who wony judge you
[21/12, 11:02] : Zvimwe zvacho zvinobaya moyo
[21/12, 11:02] : Nhai arisisi vangu ndaingomuperekedza chete kuti haana kushare