Home News Mai TT looking for help

Mai TT looking for help

171
0

Comedian Felistas Murata popularly known as Mai TT has taken to social media looking for help from lawyers from all over the world.

Mai TT posted

“Nyaya yekungopinda mumamariage atisingazive looking for a Lawyer kana rekuAmerica rinondiitirawo verification kuti chibepa chandinacho chiri legit here if so I need to dissolve it ASAP . Unosungirirwa muzvinhu zvinokucosta mangwana plus unoda freedom yako kwete kuzonzi you are married to a Ghost.
I know this page has got everyone from Attorneys to Diplomats, I need to have my peace zimunhu rakandichatisa ndakaribvunza kuti zvaive legit here if so tiite divorce peacefully rakabva randibloka. Ndirikungodao verification please ndizive kuti ndotora route ipi. Please call me on 0773633381 or app. Unogara neCertificate rine mahorror mukati.Ndinofa vana vangu vakasara vakatambudzwa.

Ndatenda.”
Mai TT has been trending since her breakup with Tinashe Maphosa a month ago

LEAVE A REPLY

Please enter your comment!
Please enter your name here