Home News Man leaves His wife and Kids for another woman…read more

Man leaves His wife and Kids for another woman…read more

445
0

Man leaves His wife and Kids for another woman
Nancy Munga30/08/2022
Man leaves His wife and Kids for another woman, The wife is crying that the husband left her for another woman and he took all the money they were saving together. Read the story below.

Baba Judy hide me …. ndirimukadzi anewaana 2 nemurume wangu … takabva tese kumusha tichiti tiitewo zveupenyu hwedu muno musouth Africa zvinhu zvakatanga kundifambira ini nemurume wangu tikaunganidza Mari tiripamwe kusvika atengawo motokari neimwe mari yakasara ndoyaangaakutenderedzawo kuti tirambe tichiwana chekudya.

Chazondiunza nhasi pano murume wangu akatanga kungochinja from nowhere zvekusatorara pamba Mari yese yakugara muhomwe chikafu wana hapana kusvika azotoenda akugarisa nehure iri rinonzi juliet marundu kuputsa imba yangu wanaa kushaya chekudya nekuda kwako ende juliet uyu anenge achinditumira mafoto ezvawanenge wachiita kumba kwawo zvakangooma ruzhinji rwezimbabwe kugadzikwa mudish nemurume basa handina Mari handina even pekutangira chaipo.

mashoko angu ekupedzisira nduda kungoti juliet were ever kwauri Dai mwari akumborera nemoyo mukukutu wauinawo iwoyo

LEAVE A REPLY

Please enter your comment!
Please enter your name here