Home Africa News Ndatova Ngochani Nekuda Kwehembe Dzangu: Sebastian Magacha

Ndatova Ngochani Nekuda Kwehembe Dzangu: Sebastian Magacha

182
0

Gospel musician Sebastian Magacha has lashed out fellow Christians for labelling him gay and a drug addict.

Taking to his social media, the disgruntled Magacha pointed out why he likes best to work with secular musicians saying they are not complicated to work with.

Unlike Christian musicians he says they are holier than thou.

Magacha lamented those who judge him for wearing designer clothes that has some labelling him gay.

Below is the full Facebook post.

💔💔Handina kumboziva hangu kuti mapfekero angu akashata uyezve kuti ndatovangochani nekudakwe hembe dzangu💔💔
Handina kumboziva kuti Energy yandinayo nekufara kwandinoyita zvirikureva kuti ndakuyita zvema Drugs, Mbanje,etc.💔💔
All l ever wanted was and is to Preach the gospel of Jesus Christ . I know handikwanisi kufadza vanhu vese uyezve handingadiwe nenyika yose, koingawani mwana komana waMwari chaiye pane vayitoto pasinaye.
Asi ini pazvose zvandinoyita shuviro yangu ndeyekufadza Mwari.

But it looks like machristu akawanda ndisu tinodzikisirana nekuda kusimukira nekutsika vamwe, tirikuvengana nekusarudzana nechikonzero chema Churches atinobva, saka Mwari watirikunamata wacho ndeupi? 💔💔

Moyo wangu unorwadza dzimwe nguva dzandino wona vanhu vanouya vachitaura zvehupenyu hwangu zvandisingazive ndichitotangawo kushamisika kuti saba arikutaurwa apo ndeupi chaiye? 💔
NDINE MUVHUNZO! kumachristu

Makambowonawo kuwirirana kunoyita zvidhakwa here chero kuwirirana kunoyita ma Secular Musician?? Vanhu vaya vakabatana zvavo that’s why zvinhu zvavo zvichizoyita sezvinofamba because vane Unit. But look at us we have twuma Camps kunge twuma Katel 💔 hatinyatsowirirana so!

A lot of people asked me this Question why do l like to collaborate with Secular musician?? Here is the answer. They are not Complicated, Havana twumitemo hobho hobho plus havarambidzwe naPastor/Phophet/Spiritual father wavo!! they are Easy to Work with and l will keep doing that!!

Social media of today yazara nevanhu vazhinji vari very Toxic, this is the reason why you see a lot of people are suffering from depression, some are even going through mental health and other committing Suicide. Vanhu vagara vatoriwo nezvirikuvashungurudza but tirikudira Petrol pamoto.

Kwamuri mose Ndinoda kukuzivisai kuti l will not stop Preaching the Word Of God inini naMwari tinozivana!! Hope my new album #IamFavored will continue to minister to your life. Subscribe to my Utube channel

https://m.facebook.com/story.php?story_fbid=pfbid0nDFhed2XZS9twjfs9DM9KH1kaLzLrGHCDM5J4zK1ERabWeP3FfLMaUuzV1R3szV8l&id=100044343883516

LEAVE A REPLY

Please enter your comment!
Please enter your name here