Home Breaking News Breaking:Zimbabwean business man Ranga who went missing for over a month has...

Breaking:Zimbabwean business man Ranga who went missing for over a month has been found

522
0

Businesses man Ranga who was hijacked and kidnapped for 40 days has been found.
He was kidnapped few meters from his house and no one heard from him since that day

Below is a message from a family member confirming that Ranga is now home and safe

Jeremiah | Jeremia

Shona
33:3 Danai kwandiri, ndichakupindurai, ndichakuratidzai zvinhu zvikuru zvakavanzika, zvamusingazivi.

Mwana wedu Ranga is safely home , Alive and healthy. Kudenga Kuna Mwari. As we speak asvika kumba Kumba ,Ave mumaoko Mai na baba vake, muno muZimbabwe.nokudaro vabereki vake, varikupa kutenda kukuru kumhuri yokutenda nesimba romunamato. Haleluah!!

Nokudaro Mauro ano , se Good Shepherd Family, tinoda kudzorera mbiri Kuna Mwari. After more than 40 days , mwana Ari mumooko emhondi, asi Mwari vakabata miromo yeshumba zvavakaita Pana Daniel , Ari mugomba reshumba. Psalm 124:1-8

Kuna vabereki va Ranga , inguva yekutenda Mwari. Glory be to the most high. Zvimwe zvese hazvina kukosha ,asi hupenyu hwomana , chokwadi tiri kuona humambo hwekudenga.

Murare munyasha, vana vaMwari, This is the day that the Lord has made we shall rejoice and be glad in it .

God bless you

Rev JT Mugozhi

LEAVE A REPLY

Please enter your comment!
Please enter your name here