Home Africa News Phaeteon Mutiyaya Asungwa nema Purisa mushure meku pomerwa kupa vana vadiki doro

Phaeteon Mutiyaya Asungwa nema Purisa mushure meku pomerwa kupa vana vadiki doro

635
0

Mapurisa anoti asunga Phaeteon Mutiyaya wekuMbare ari kupomerwa mhosva yekupa vana vadiki doro. Vhidhiyo yevana ava iri kutenderera pamadandemutande akawanda.

LEAVE A REPLY

Please enter your comment!
Please enter your name here