Watch Video:Mashura ku Chiredzi mukomana ane 13 years kuendesa huku kuti ndava kurora musikana wangu ane 11 years..read more

962
0

Chikomana chinogara ku Chiredzi zita Tafadzwa,makore eku berekwa 13 years.

TAfadzwa akavhura hombe kukatyamdza dunhu rese kuita chivindi chekuenda ku hama dze musikana wake uyo ane makore 11 ekuberekwa kuti ndikuda kumuroora.

TAfadzwa akaendesa huku kumadzi sekuru kuti ndakura ndava chigondora ndatizisa Precious rinova iro zita remu sikana wake, vakazvisuma kuti taakuroorana asi vabereki vakatora matano ekuranga vana ne shamu honai video racho pasi

LEAVE A REPLY

Please enter your comment!
Please enter your name here