Shame so young Rip Nancy zvinonzi awanikidzwa nemurume wemunhu and the wife stabbed her to death in Gweru today.
Zvinonzi Mai vanga vaenda ku allnight prayer murume kwakupinza umwe mukadzi. Mukadzi paadzoka murume abva atiza mukadzi akabaya wakawana arimumba nebanga