Home Africa News Video:Mai Aisha Vazviuraya mushure mekunge varoverwa chihure nemu rume wavo..read more

Video:Mai Aisha Vazviuraya mushure mekunge varoverwa chihure nemu rume wavo..read more

905
0

Mai Aisha Vazviuraya mushure mekunge varoverwa chihure nemu rume wavo.

Mai Aisha vakanetsana ne murume wavo vabatikidzwa vachihura,vakarohwa Murume ndokusiya ava tengera ticket rekuenda ku Zimbabwe.

Vaigara mu Johannesburg ne mhuri yavo,murume ayenda kubasa vakasara vachinwa poison Murume pakadzoka kubasa akawana munhu chava chando
Watch the video below for a full story


https://www.facebook.com/100070901433509/posts/433197002387011/?mibextid=rS40aB7S9Ucbxw6v

Below video rakaita kuti Mai Aisha vazviuraya

LEAVE A REPLY

Please enter your comment!
Please enter your name here