Watch:Mupostori aita mbiri yekurara ne vakadzi ve vanhu ku CT Kraaifontein abatwa

998
0

Kraaifontein Cape Town nzvimbo iya inofananidzwa neyainzwi Gomora mu bhaibheri

Hakuna zuva rinodarika pasina kuitika any scandals dzingori nyaya dze mjolo dzema Zimbabwean

Zvinonzi ukaenda ku Kraaifontein ukabatidza phone yako wotanga kutora video unotobvako watove ne movie rako

Nhasi Tikukupai video ra Madzibaba avo vaita mbiri yekutsotsa Madzimai evanhu,varohwa kunge nyoka yapinda mumba zvinosiririsa

Mumwe wevamwe varume aidyirwa mukadzi wake akasvika pakurambama ne wife achibva atora mumwe mukadzi we piri,but hazvina kumisa madzibaba ku tsotsa mukadzi we piri zvakare

Zvizere watch the video below and for more scandals join ChaosLeaked telegram group

LEAVE A REPLY

Please enter your comment!
Please enter your name here