Zvino siririsa kuti munhu kuzviurayira chihure mukore uno,kana munhu uchinge wahurirwa rongedza ma bag ako uyende nekuti some relationships are just toxic kuma gumo rufu
Below itsmaba yasiya yanyorwa na Rejoice kumu rume wake anonzi Tatenda aigara achimu hurira nekumu shungurudza nguva dzose