Home Africa News Mai TT vodzurisa ma page anotaura zvakaipa nezvavo ku fb,vazhinji vochema chitima...

Mai TT vodzurisa ma page anotaura zvakaipa nezvavo ku fb,vazhinji vochema chitima chatanga

397
0

Mai tt vanotaura ku fb page page Kwavo nezve kudzurisa kwavari kuita those pages pakaipa

ko mungacheme mapage ini ndakaDepotwa ndozodii ????????????????
Ingoitai content yenyu muwane mari musachemere kundituka kuti muite marineni aikaka.
Ini ndikashaya mastars ndoenda kushop ????‍♀️????‍♀️????‍♀️????‍♀️
Pamberi nekuzvishandira .
The Boss ????

LEAVE A REPLY

Please enter your comment!
Please enter your name here