Watch:Tytie kuchemedzwa na Dj Ollah kuridza mhere..read more

515
0

Tytie akachema nhezuro pa Live achiti DJ Ollah havana kutaura nyaya yaKiki VS Shadaya zvakanaka vaitora divi rimwechete vanotya Shadaya, achiti vaidzvanyirira iye nemukadzi wake Kiki paShow yavo DJ Ollah 7 nhezuro achiti dayi DJ Ollah vakango taura nyaya yedu sematauriro avakaita dzemamwe ma Celebrity, hanzi na Tytie varikuda kuti ndirambe mukadzi wangu here?

Izvi zvayitaurwa naTytie nhezuro pa live yake

Link below Tytie achichemabpa live
https://www.facebook.com/share/v/R5HU4iWjXPaVRYdj/?mibextid=WC7FNe

Below Dj Ollah achitaura zvachemedza Tytie

LEAVE A REPLY

Please enter your comment!
Please enter your name here