Video:A Lady Died And 10 People Vese Mukombi Vatyoka Makumbo

542
0

Accident happened along Bulawayo road pa N Richards
10 people seriously injured vese vanga vakagara mukombi zvikunzi vatyoka makumbo and one lady anga akagara ku front seat ndiye ashaya

Honda fit zvikunzi yarova sharp turn ichibva yasvika kupindana ne kombi zvinova zvakonzeresa kurasikirwa nehupenyu pamwe neku kuvara kwe vanhu

More news to follow
Watch the video below

LEAVE A REPLY

Please enter your comment!
Please enter your name here