Chinhoyi artist akapa mkadzi edzi asingazive apo avene nhumbu..parikubvura

594
0

Mface akaita mistake yekuti paakasiyana nemukadzi wake first haana kuudza second wife kuti ndiri pamapiritsi

Mukadzi akazoita discover atova nenhumbu

So mface ave kuda kusiya mukadzi uyu coz Awana rimwe babe

So mukadzi ari kupopota kuti ko iwewe unogoti wandipa chirwere wondiramba sei

Listen to the audio below

LEAVE A REPLY

Please enter your comment!
Please enter your name here