Home Africa News Patricia Jack Asungwa nema purisa hanzi cyber bullying kutaura kuno atori muchitokisa

Patricia Jack Asungwa nema purisa hanzi cyber bullying kutaura kuno atori muchitokisa

673
0

Muchaurayana ne nyaya dzepa Facebook Patricia Jack asungwa nema purisa hanzi cyber bullying

Problem ma followers munenge muchi simbisana muri mutuma one room twenyu kana munhu asungwa anenge ava ega
Zvikunzi aiudza Mai tt kuti une support from Zanu PF tisinga zive ndozvimwe zvaasungirwe here

These ladies they need to sort out their differences because the level of bitterness is too much

In the video you could hear Patricia screaming calling Mai tt name accusing her for her arrest
More news to follow
Watch the video below

LEAVE A REPLY

Please enter your comment!
Please enter your name here