Video:Teacher weku Makonde Primary School abatwa nenyaya yekubata zvibharo vana ve grade 4..read more

621
0

Zvinotyisa pamwe neku shamisa murairidzi wevana kumakonde primary school anobhinya vana vaari kufundisa

Semu bereki unonzwa sei kubhadarira school fees kunoti mwana wako anobatwa chibharo,
Age yacho grade 4 haisi satanism here or ndezve mushonga

Check the video below vamwe vevana vachipupura mabhinyirwo avaitwa na baba benzi murume mukuru over 60 years

LEAVE A REPLY

Please enter your comment!
Please enter your name here