Home Africa News SAD | Chiyedza Luwizhi (29 years old) from Epworth Wekuiswa Runyoka Ashaya

SAD | Chiyedza Luwizhi (29 years old) from Epworth Wekuiswa Runyoka Ashaya

464
0

SAD???? | Chiyedza Luwizhi (29 years old) from Epworth ange aine dambudziko rekuzvimba dumbu mushure mekuiswa runyoka adanana nemurume wemuridzi anonzi akashaya nezuro. Chiyedza akadanana naMaxwell Chikwiramakomo (46 years old) zvakazoita kuti mudzimai wake aende kun’anga kwaakanopihwa mushonga werunyoka rwaakaisa pamurume wake.

Chiyedza akabvuma kuti aidanana nemurume waMemory Mondo (25 years old) kubva mugore ra2021. Chiyedza paakaenda nemhuri yake kun’anga, Memory Mondo akati anoda kudzoserwa US$200 yake yaakabvisa paakapihwa mushonga werunyoka apowo nerimwe divi n’anga iyi ichida kupihwawo mombe mbiri naChiyedza uye nedzimwe mbiri zvekare naMaxwell Chikwiramakomokuti ipinginure rukaho urwu

LEAVE A REPLY

Please enter your comment!
Please enter your name here