Watch:Murume Weku Bindura Anonzi Matepe Anwa Mushonga Nekuda Kwe Munhu Kadzi,Honai video Munyaya Achizvongonyoka

872
0

This guy is from Bindura zvikunzi akanwa mushonga/poison nekuda kwe bby ranga ramuramba

Vanhu hamudzidze shuwa muchiri kunwira vakadzi mishonga yekuzvipfudza nekuti munhu akuramba

Kana warambwa move on you will get another woman and even start a good new family

Honai video ra Matepe uyo apotsa afa nekuda kwekurambwa

LEAVE A REPLY

Please enter your comment!
Please enter your name here