Ma Zimba problem yenyu munoroyana Pa chenyu,munourayana Pa chenyu zvese neku dzikisirana apa mese muri foreign land.
Mese makauya diaspora to hustle but mega pachezvenyu moutirana hutsinye hamudi kusimudzirana sezvinoita mamwe marudzi
Mukubirana mega Pachenyu,last week 4 Zimbabweans were short dead ne police nenyaya dzeku bhadarisa vanhu protection fee
Zvinonakidza for a short time but the ending will always be in tears
Yesterday in Cape Town Brooklyn two Zimbabweans stole a car and everything was captured on a video
One of the guys akabatwa anonzi Zoro Makumbe anogara ku Joe Slovo.Tine video rake achirohwa zvino siririsa gumbo rakaita buri achirohwa ne boyz
Anobvunzwa kuti mota iripi hanzi iri kumba kwa Prosper uyo anogara ku Kraaifontein
Prosper haasati abatwa ari busy kutsvagwa ne police but Makumbe is in custody now
Video below Makumbe achirohwa ne vanhu vaakabira mota