Delroy Superstar Hit Maker Claims He Didn’t Get A Cent From Mutarisi Despite Song Hitting 5 Million Views On YouTube

383
0

Heartbreaking. Most successful people thrive upon the misfortunes of other people Mutarisi akaoma Moyo.

Plot Mhako akamboita makakatanwa naTinashe Mutarisi nenyaya yekushandisa vanhu mahara. Delroy Shewe akaita song ne handbag ya Mutarisi Saintfloew Superstar ikaita 4.7 million viewers on YouTube. Delroy owner we song anoti haana kana cent raakawana the song was uploaded pa YouTube channel ye Nashtv. Delroy Shewe anoti ane chivimbo chekuti Va Mutarisi vachamufonera rimwe zuva vomupa mari yake yavasina kubhadhara.

Ku sporty song ine 1.4 Million listeners Ku YouTube ine 4.7 million viewers Ku Apple music ine 1.9 million listeners. People like Tinashe Mutarisi vane Mari havakwanise Kuti munhu akaita SA Delroy avarwise ana Mutarisi vane ma fans akawanda pa social media nema thirsty… and a bunch of slay queens avanoteerana navo on Instagram.

Plot Mhako was correct paaiti Mutarisi Mira kubira ma artist and stop portraying a fake image behind closed doors muchinyenga ma babe amunoita follow Ku instagram vamwe vacho vari married. Varume ava zvamunofungira zvakanaka paamusoro pavo manyepo they pretend.

Below watch his interview

LEAVE A REPLY

Please enter your comment!
Please enter your name here