Home Africa News (Pictures)4 Man Died After Consuming Guchu Vachida Kusimbisa Misana

(Pictures)4 Man Died After Consuming Guchu Vachida Kusimbisa Misana

441
0

varume 4 vofa mushure mekukwatisa gavakava ( guchu) ndokunwa vachida kugeza mudumbu pamwe nekusimbisa musana.

Muchiitiko ichi varume ava vakakwatisa gavakava ndokunwa vari 6 , 4 vakazoshaikira pa chipatara che Chiyadzwa clinic , vamwe vaviri vakamhanyiswa ku mutambara clinic.

Apana ati Aziva kuti gavakava iri rakasanganiswa nechii uye vakanga vanwa rakawanda sei

LEAVE A REPLY

Please enter your comment!
Please enter your name here