Izvi zvinosiririsa zvogoti kusekesa,this young man 29 years old akaenda ku N’anga achitsvaga dare re hupfumi but zvinhu hazvina kuzomu mirira the way yaainge akatarisira.
Muchidumbu akaramba mhiko yaakapihwa ne N’anga yekuti awuraye hama dzake kusanganisira amai vake
Izvi zvakazoita apihwe punishment yekurara achiitwa mkadzi husiku hwese kusvika paku yerera Tsvina
Vanhu dzidzai kushanda nekuti life iri easy comes with prices,watch the video below for the full story