Moreboys owner of Grate hope funeral service is being attacked by his workers for underpaying them.
Mobululu great hope ane hutsinye usingaiti nekutarisira vanhu pasi bvunzai vanogeza zvitunha vanenge vasina kana ppe unogeza mvura yechitunha ichikunyorovedza woswera kutakurana nemweya yevanhu vakafa. Asi misodzi yedu haibudiri pasina anokuvimbisa zvaasingaiti.
Anoswera vachipa vanhu mari pasocial media tichichema kubackground on social media ozviita munhu kwaye. Vakadzi vazhinji vakawana basa unofanwa kurara naye vese vana HR wake anonzi Kuziwa akamutengera benz pasina kana gore atanga basa isu takashanda Kare takatanga necompany tichitambura. Anotoreporta Kuna Munetsi hr kuti vanhu vari kundinetsa.
Irombe rinopedzera mari muvakadzi. Apa habhadhari vashandi. Ane mweya we competition pafacebook ikozvino tiri kutambura iye ari kutoroja zimba rinodhura akapihwa pressure nana mutarisi, Vecco Lupa akabva abuda muka flat kaigara. That guy is evil anotuka vana prophet obey nekuvaseka.
Kalawyer kenhema kasingagoni grammar. Kuita basa rekunoshooter mafoto panacarsale kuti abhilivhise vanhu pasocial media. Tatambura mugreat hope isu vanhu vanofirwa dai muchiziva kuti pamunoti tapihwa poor service anototi zvatopera hatinei nemi hamufirwi everyday chero mari tatora.
Below is an audio of Moreblessing defending himself from his workers
video-output-705FEFDD-B460-4AD7-840E-ED2812816AFF
Audio below Moreblebeing accused of threatening people kuti vari kumutorera ma basa
video-output-07E6303C-2B5B-4455-BE0A-BAD305C82806