Home Africa News UPDATE | Tatenda Mhlanga wekuuraya murume was arrested. She handed herself over...

UPDATE | Tatenda Mhlanga wekuuraya murume was arrested. She handed herself over to the police last weekend

706
0

Murume waTatenda real name rake ainzi Obert Mazadza but muSA aizvishedza kuti Bright (Pictures included). So Obert uyu anga achidanana nemukadzi wepaNext door and anga akuda kusiya Tatenda kuti agare nemukadzi uyu. So mukunetsana umu, Tatenda ended up stabbing Obert achibva afa. Tatenda then came up with a plan yekupisa body kuti avhare nyaya.

Makumbo akakwanisa kupisa asi upper body manje akazofunga kunoipisa kure nekwavanogara. Akaisa zvanga zvasara muSuitcase achibva akumbira a 53 year old South African man, vaya vanofamba vachinhonga zvimasimbi vachinotengesa and Tatenda promised to pay him. Pavanga vachifamba kuenda kunopisa upper body ndipo pavakamiswa neveCommunity Patrol then Tatenda paakawona kuti ma1 atanga akabva atiza, akaenda kumba kweSister yake achitsvaga mari bt sister yake ddnt have the amount of money she wanted, so she later on handed herself to the police.

Murume wa Tatenda

Another detail is that Tatenda uyu was married before and murume wake died but people are not sure kuti akafa nei.

LEAVE A REPLY

Please enter your comment!
Please enter your name here