How to join chaos Africa telegram group is very simple,if you don’t have telegram in your phone download on ur App Store
Click this link https://t.me/+EH138sDrGws5MWJk
It will direct you to the group
If you have telegram just click that blue tab on top of this story you will be directed to the group
Chaos Africa is the most talked telegram group on Zimbabwean community.
The moment you will join the group kubuda kwacho will be a challenge,in chaos they do so many activities from counselling, Jobs,dating,adult lives,programs for mature people and so on only to mention the few
Kindly listen to the video below will be explaining to you about chaos group rules and what to expect
BUMBIRO REMUTEMO (LEAKED CHAOS AFRICA)
1. RUNYARARO PALIVE
*Vanhu tose tinokumbirwa kudzima mamicrophones edu panguva dzehurukuro kana zviitiko zvebonde palive.
Izvi zvinobatsira kuti pave nerunyararo uye kunzwanana kwakakwana panguva iyi.
2.KUSHUNGURUDZANA
*Hatitenderi vanhu vanoshungurudza vamwe kuburikidza nekuvatuka ,kushora kana kushoropodzana.
Tinotsrisira rudo ,kubatana nekunzwirana moyo nekunzwisisana kukuru pakati pedu.
3. KUREMEKEDZANA
Tinotarisira zvakare kupanana rukudzo pakati pedu .
Bhaibheri rinoti “Ida wekwako sekuzvida kwaunozviita iwe pachako” uye zvakare imwe ndima inoti “itira vamwe izvo zvaunoda vakuitirewo”.
4.KUTENGESA NEKUSHAMBADZA MABHIZIMISI
*Hazvibvumidzwe kutengesa kana kushambadza mabhizimisi edu pano.
Kana muine zvamungada kutengesa kurukurai nevatungamiriri venyu vanokubatsirai pazvichemo zvenyu.
5. MIFANANIDZO YEVANA VADOKO NEZVIITIKO ZVEBONDE.
*Hazvitenderwi kutumira mifananidzo yevana vadoko vasina kupfeka nhumbi kana kutumira vachiita zviitiko zvepabonde.
6. NYANZVI PABONDE KANA KUVARAIDZA VANHU.
*Munokurudzirwa mose kuti kana tikava nevanhu vanokwira padenga vachitivaraidza vasina kupfeka kana vakapfeka hatitenderwi kuvatuka ,kuvashoropodza chimiro chavo kana kuita ruzha .
Ngativapei ruremekedzo .
7. MUTONGO
*Uyo anowanikwa achiita zvinopikisana nemitemo yeboka rino anozopiwa mutongo unoindirana nekutadza kwake.
*Unodzimirwa mic yako kwemazuva kana masvondo usingataure .
*Unodzimirwa chinyoreso chako kuti haukwanise kunyora kana kutumira shoko .
*Unoburitswa muboka rino
https://t.me/+EH138sDrGws5MWJk