Zvikunzi musikana anonzi Mercy ndiye we ku Waterfalls ane nhumbu,akawanikidzwa pa Car Wash ya Dhuterere na Mai Dhuterere then akarohwa Na Mai Dhuterere.
Mai Dhuterere vakabva varohwa pa Car Wash ipapo na Dhuterere then Mai Dhuterere packed her bags back to Botswana yesterday.
Musikana weku WaterFalls anonzi #Mercy , surname yake handikupei for security reasons .
Mercy ane mwana kudhara anonzi Mickie ,so in Waterfalls anonzi Mai Mickie
Nhumbu ya Dhuterere yaainayo mwana wechi2