Home Africa News I am not allowed to perform at Independence – Hosiah Chipanga

I am not allowed to perform at Independence – Hosiah Chipanga

324
0

Musician Hosiah Chipanga says he was excluded from the line-up of artists performing at Zimbabwe’s 44th independence gala in Manicaland,his rural home

According to Hosiah Chipanga he says he Was excluded because anoshoropodza hurumende muma songs ake

A post seen by Hararemirror.com reads:

Ndine hurombo pamwe nekurwadziva zvikuru hama neshamwari pamwe nevatsigiri vangu, kuti kunyangwe zvazvo ndiri chizvarwa nemuimbi vemuZimbabwe handisi kugona kuimbavo pamwe nevamwe vaimbi kupemberera 44 yrs tawana rusununguko kwaMurambinda Manicaland kumusha kwangu, nekuti varongi vekuMinistry of Infomation vati NDINOSOPODZA HURUMENDE.????????????. Dr. H. Chipanga.

social media respond;

Josphine MaNcube Wekwa Machiridzah
Manga mutori pa right position baba Chipanga dai mangomupa 1 chibhagera pakaromo kanorasa soup ako .

Pndayi Chigovanyika
He is the greatest artists of all time singing reality. Exclusion from bootlickers artists concert shouldn’t pain him but be grateful that he is philosopher who speaks real word

Simbarashe Madhuku
Kushoropodzwa nekutsiurwa or kuoneswa gwara zvinhu 2 zvakasiyana munovavengera kutaura chokwadi

Cornwell Manyere
Mudhara makatombosvika pedyo kudai dai makapedza basa kare tisina problem yese iyi ndimi makabhaiza apo

Tinotenda Nigel
Nehanda nyakasikana modira maDiamonds enyu chaminyuka omwaya goridhe kuti vana tirarame,nhamo yasara ndiye Pharaoh kkkk haa mdhara paline up munoti maipinzwa here??

Emson Hovovo
Zimbabweans now kuvatsamwira kupedza nguva , nekuti unenge uchifunga kuti muri pamwe wawirwa nedambudziko kana kuita kanyaya ndopaunoona kuti Zimbabweans havasi vanhu vekupa trust.

LEAVE A REPLY

Please enter your comment!
Please enter your name here