Home Africa News Sad story of Tawanda akoroora mkadzi akaroorwa ne mumwe murume vese...

Sad story of Tawanda akoroora mkadzi akaroorwa ne mumwe murume vese vasingazive,zvizere read the full story

692
0

Pane mface anonzi Tawanda Makwiramiti from Harare who found out kuti mukadzi waakaroora anonzi Rejoice Nheta, akaroodzwa kune mumwe murume anonzi Laurence Alexander Muzah. All this happened behind Tawanda Makwiramiti’s back.

On 23 January 2021, Tawanda akabvisa roora inosvika US$1,600 plus US$500 for groceries. Tawanda was told kuti mukadzi uchazotora kunogara naye after apedza kubhadhara roora since Rejoice anga achiri mhandara. After six months akakwanisa kuwana another US$820, yaakazonobvisa on 1 August 2021. Ndipo paakazopihwa permission yekutora Rejoice kuti achinogara naye.


But Rejoice manje akangogara naTawanda for only five days. In those 5 days Rejoice anga asingadi kupa Tawanda bota then she eventually left kudzokera kumba kwavo kuBulawayo. Later on, Tawanda discovered that Rejoice anga atove engaged to another man, and anga atoroodzwa kune mumwe murume without issuing a divorce token.

Tawanda’s attempts to seek answers and a lobola refund were met with resistance and threats from Rejoice’s family. Rejoice applied for a protection order against Tawanda, barring communication.

LEAVE A REPLY

Please enter your comment!
Please enter your name here