Home Africa News Baba Va young Genim vauraya girlfriend vakabatwa vakunokanda body ku njanji

Baba Va young Genim vauraya girlfriend vakabatwa vakunokanda body ku njanji

428
0

Zvino tyisa nekusiririsa zvaitika Ku Norton. Baba ava varipamu Fana idzo vanonzi victor seremwe

victor seremwe
. Ndivo biological father va young genim kaye kanoimba, Baba Ava vanogara kunorton he was married to mai vagenim.

Saka munyaya yanhasi Baba Ava vauraya girl friend nhasi kunorton.

Mushakabvu

Saka zvanzi vabatwa nepolice vanga vanokunokanda body ye musikana kunjanji

LEAVE A REPLY

Please enter your comment!
Please enter your name here